Hona ndadzoka kubva kubasa
Anonditsvoda pahuma wauya
Muchindibvunza mibvunzo yakadaro
Kana ndichienda kumba early zvakadaro
Ndiye mukadzi anondipa mufaro
Iye wacho ane marudo, marudo
Iye wacho ane marudo, (ehe)
Now baby unondipa rudo rwakakodzera
Ndaneta ndadzoka unondimbundira